Living Theology

Chaunganyengetere murumutsiridzo


Listen Later

lText I Petro 1 :11-12
11 vachinzvera kuti nguva ndeipi kana yakadini, yakataurwa noMweya waKristu, wakanga uri mukati mavo, nguva yaakapupura kare zvokutambudzika kwaKristu, nokubwinya kunozotevera izvozvo.
12 Avo, vakaratidzwa kuti vakanga vasingazvibatiri ivo, asi imi, pazvinhu izvo zvamakataurirwa zvino naivo vakakuparidzirai Evhangeri noMweya Mutsvene wakatumwa achibva kudenga; zvinhu izvo vatumwa vanoda kuzvicherekedza.
...more
View all episodesView all episodes
Download on the App Store

Living TheologyBy Brendon Naicker

  • 3
  • 3
  • 3
  • 3
  • 3

3

1 ratings