Ruka 18:11
11 MuFarise akandomira, akanyengetera kudai, achizvireva, akati: Ndinokutendai Mwari, kuti handina kufanana navamwe vanhu, makororo, vasakarurama, mhombwe, kana nomuteresi uyo.
Christ World Revival Center Jhb
Pastor Leonard Nyandoro
+27681856845