Text : Genesi 26: 17:18
*17 Isaka akabvapo, akandodzika matende ake mumupata weGerari, akagarapo.
18 Isaka akacherazve matsime emvura, akanga acherwa pamazuva ababa vake, Abhurahamu; nokuti vaFirisitia vakanga vaadzivira Abhurahamu afa; akaatumidza mazita aakanga atumidzwa nababa vake.